Surah Yunus Verse 104 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusقُلۡ يَـٰٓأَيُّهَا ٱلنَّاسُ إِن كُنتُمۡ فِي شَكّٖ مِّن دِينِي فَلَآ أَعۡبُدُ ٱلَّذِينَ تَعۡبُدُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ وَلَٰكِنۡ أَعۡبُدُ ٱللَّهَ ٱلَّذِي يَتَوَفَّىٰكُمۡۖ وَأُمِرۡتُ أَنۡ أَكُونَ مِنَ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ
Iti (Muhammad (SAW)): “Imi vanhu! Kana musingagutsikane nechitendero changu (Islaam), nokudaro (zivai kuti) handifi ndakanamata izvo zvamunonamata kunze kwaAllah. Asi ndinonamata Allah vanoita kuti mufe, uye ndakakomekedzwa kuti ndive umwe wevatendi.”