Surah Yunus Verse 108 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusقُلۡ يَـٰٓأَيُّهَا ٱلنَّاسُ قَدۡ جَآءَكُمُ ٱلۡحَقُّ مِن رَّبِّكُمۡۖ فَمَنِ ٱهۡتَدَىٰ فَإِنَّمَا يَهۡتَدِي لِنَفۡسِهِۦۖ وَمَن ضَلَّ فَإِنَّمَا يَضِلُّ عَلَيۡهَاۖ وَمَآ أَنَا۠ عَلَيۡكُم بِوَكِيلٖ
Iti: “Imi vanhu! Iyezvino chokwadi (Qur’aan namutumwa Muhammad (SAW)) chauya kwamuri kubva kuna Tenzi venyu. Nokudaro ani nani anogamuchira gwara, anodaro kuzvinatsurudza iye pachake; uye ani nani anorasika, anodaro mukurasikirwa kwake ega; uye handisi kwamuri muchengetedzi (anokumanikidzirai kutevera gwara).”