Surah Yunus Verse 12 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَإِذَا مَسَّ ٱلۡإِنسَٰنَ ٱلضُّرُّ دَعَانَا لِجَنۢبِهِۦٓ أَوۡ قَاعِدًا أَوۡ قَآئِمٗا فَلَمَّا كَشَفۡنَا عَنۡهُ ضُرَّهُۥ مَرَّ كَأَن لَّمۡ يَدۡعُنَآ إِلَىٰ ضُرّٖ مَّسَّهُۥۚ كَذَٰلِكَ زُيِّنَ لِلۡمُسۡرِفِينَ مَا كَانُواْ يَعۡمَلُونَ
Uye kana chakaipa chabata munhu, anokumbira isu, akarara nedivi, kana kugara kana kumira. Asi kana tabvisa zvakaipa zvake kubva kwaari, anoenderera mberi sokunonzi haana kumbovhira atikumbira nemarwadzo aiva amubata! Zvakaitwa kuti zvienzane kuma Musrifoon (vasingatendi uye vapfuurkidzi vemirairo yaAllah) zvavaigara vachiita