Surah Yunus Verse 15 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَإِذَا تُتۡلَىٰ عَلَيۡهِمۡ ءَايَاتُنَا بَيِّنَٰتٖ قَالَ ٱلَّذِينَ لَا يَرۡجُونَ لِقَآءَنَا ٱئۡتِ بِقُرۡءَانٍ غَيۡرِ هَٰذَآ أَوۡ بَدِّلۡهُۚ قُلۡ مَا يَكُونُ لِيٓ أَنۡ أُبَدِّلَهُۥ مِن تِلۡقَآيِٕ نَفۡسِيٓۖ إِنۡ أَتَّبِعُ إِلَّا مَا يُوحَىٰٓ إِلَيَّۖ إِنِّيٓ أَخَافُ إِنۡ عَصَيۡتُ رَبِّي عَذَابَ يَوۡمٍ عَظِيمٖ
Uye pose panoverengwa kwavari humboo hwedu huri pachena, avo vasingashuviri kusangana nesu vanoti: “Hunza Qur’aan risiri iri kana kuti richinje.” Iti (Muhammad (SAW)): “Hazvisi kwandiri kuri chinja pamadiro angu, ndinongotevedzera chete izvo zvinounzwa kwandiri. Zvirokwazvo, ndinotya marwadzo ezuva hombe (zuva rokumutswa) kana ndikasateerera Tenzi vangu.”