Surah Yunus Verse 19 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَمَا كَانَ ٱلنَّاسُ إِلَّآ أُمَّةٗ وَٰحِدَةٗ فَٱخۡتَلَفُواْۚ وَلَوۡلَا كَلِمَةٞ سَبَقَتۡ مِن رَّبِّكَ لَقُضِيَ بَيۡنَهُمۡ فِيمَا فِيهِ يَخۡتَلِفُونَ
Vanhu vakange vari boka rimwe (vari pachitendero chimwe chete, Islaam) uye vakazosiyana (mushure); uye dai rakanga risiri shoko rakauya kwavari mushure kubva kuna Tenzi vako, dai zvakagadziriswa pakati pavo maererano nezvavaisiyana