Surah Yunus Verse 27 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَٱلَّذِينَ كَسَبُواْ ٱلسَّيِّـَٔاتِ جَزَآءُ سَيِّئَةِۭ بِمِثۡلِهَا وَتَرۡهَقُهُمۡ ذِلَّةٞۖ مَّا لَهُم مِّنَ ٱللَّهِ مِنۡ عَاصِمٖۖ كَأَنَّمَآ أُغۡشِيَتۡ وُجُوهُهُمۡ قِطَعٗا مِّنَ ٱلَّيۡلِ مُظۡلِمًاۚ أُوْلَـٰٓئِكَ أَصۡحَٰبُ ٱلنَّارِۖ هُمۡ فِيهَا خَٰلِدُونَ
Uye kune avo vakaita mabasa akaipa, muripo wezvakaipa wakafanana naizvo, uye nyadzi dzichavavhara (zviso zvavo). Hapana mudziviriri wavachawana kubva kuna Allah. Zviso zvavo zvichavharwa sekunge zvidimbu kubva murima rehusiku. Vachange vari vagari vemumoto, uye vachagara imomo zvachose