كَذَٰلِكَ حَقَّتۡ كَلِمَتُ رَبِّكَ عَلَى ٱلَّذِينَ فَسَقُوٓاْ أَنَّهُمۡ لَا يُؤۡمِنُونَ
Nokudaro iri izwi raTenzi vako rakaenera richipokana nevapanduki (vasingateereri Allah) kuti havasi kuzotenda (muhumwe chete hwaAllah uye kuti Muhammad (SAW) mutumwa hwaAllah
Author: Abdullah J. M. Adini And Students