Surah Yunus Verse 37 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَمَا كَانَ هَٰذَا ٱلۡقُرۡءَانُ أَن يُفۡتَرَىٰ مِن دُونِ ٱللَّهِ وَلَٰكِن تَصۡدِيقَ ٱلَّذِي بَيۡنَ يَدَيۡهِ وَتَفۡصِيلَ ٱلۡكِتَٰبِ لَا رَيۡبَ فِيهِ مِن رَّبِّ ٱلۡعَٰلَمِينَ
Uye iri Qur’aan harisi rokuti ringagadzirwa nani kunze kwaAllah (Tenzi vematenga nepasi), asi rinozadzisa izvo zvakauya mushure maro (Torah, neInjeel (Vhangeri)), uye tsanangudzo yakazara yeBhuku (mitemo yakatarirwa vanhu), iro mariri hamuna kusagutsikana, kubva kuna Tenzi veAalameen (vanhu, maJinn nezvese zviripo)