أَثُمَّ إِذَا مَا وَقَعَ ءَامَنتُم بِهِۦٓۚ ءَآلۡـَٰٔنَ وَقَدۡ كُنتُم بِهِۦ تَسۡتَعۡجِلُونَ
“Ndizvo here kuti kana yakuwirai munobva matenda mairi? Chii! (Chamunotenda) iye zvino? Uye maiwanzo kukumbira (mushure) kuti ikurumidze!”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students