Surah Yunus Verse 57 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusيَـٰٓأَيُّهَا ٱلنَّاسُ قَدۡ جَآءَتۡكُم مَّوۡعِظَةٞ مِّن رَّبِّكُمۡ وَشِفَآءٞ لِّمَا فِي ٱلصُّدُورِ وَهُدٗى وَرَحۡمَةٞ لِّلۡمُؤۡمِنِينَ
Imi vanhu! Zvirokwazvo, zano rakanaka rauya kwamuri kubva kuna Tenzi venyu (Qur’aan), uye chiponeso pane izvo zviri mumoyo yenyu (kushaiwa ruzivo, hunyengedzi, kugunun’una nekupesana), gwara uye tsitsi kuvatendi (richitsanangudza zvinobvumidzwa uye zvinorambidzwa)