Surah Yunus Verse 64 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusلَهُمُ ٱلۡبُشۡرَىٰ فِي ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَا وَفِي ٱلۡأٓخِرَةِۚ لَا تَبۡدِيلَ لِكَلِمَٰتِ ٱللَّهِۚ ذَٰلِكَ هُوَ ٱلۡفَوۡزُ ٱلۡعَظِيمُ
Kwavari kune mashoko akanaka, muhupenyu hwepano pasi (munhu pachake kurota zvakanaka kana vamwe vanhu kuratidzwa), uye muhupenyu hwamangwana. Hapana kuchinja pamashoko aAllah. Zvirokwazvo, uku ndiko kubudirira kukuru