Surah Yunus Verse 78 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusقَالُوٓاْ أَجِئۡتَنَا لِتَلۡفِتَنَا عَمَّا وَجَدۡنَا عَلَيۡهِ ءَابَآءَنَا وَتَكُونَ لَكُمَا ٱلۡكِبۡرِيَآءُ فِي ٱلۡأَرۡضِ وَمَا نَحۡنُ لَكُمَا بِمُؤۡمِنِينَ
Vakati: “Wauya kwatiri kuzotisiisa izvo zvatakawana vana baba vedu vachitevera, uye kuti imi vaviri muve nechinzvimbo chepamusoro-soro munzvimbo? Hatifi takatenda mamuri vaviri!”