Surah Yunus Verse 81 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusفَلَمَّآ أَلۡقَوۡاْ قَالَ مُوسَىٰ مَا جِئۡتُم بِهِ ٱلسِّحۡرُۖ إِنَّ ٱللَّهَ سَيُبۡطِلُهُۥٓ إِنَّ ٱللَّهَ لَا يُصۡلِحُ عَمَلَ ٱلۡمُفۡسِدِينَ
Asi apo pavakanda pasi, Musa akati: “Izvi zvamauya nazvo mapipi. Zvirokwazvo, Allah vachaita kuti zvishaye simba. Zvirokwazvo, Allah havanatse mabasa evakaipa.”