Surah Yunus Verse 88 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَقَالَ مُوسَىٰ رَبَّنَآ إِنَّكَ ءَاتَيۡتَ فِرۡعَوۡنَ وَمَلَأَهُۥ زِينَةٗ وَأَمۡوَٰلٗا فِي ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَا رَبَّنَا لِيُضِلُّواْ عَن سَبِيلِكَۖ رَبَّنَا ٱطۡمِسۡ عَلَىٰٓ أَمۡوَٰلِهِمۡ وَٱشۡدُدۡ عَلَىٰ قُلُوبِهِمۡ فَلَا يُؤۡمِنُواْ حَتَّىٰ يَرَوُاْ ٱلۡعَذَابَ ٱلۡأَلِيمَ
Uye Musa akati: “Tenzi vedu! Zvirokwazvo, makapa Farawo nemadzimambo ake zvinoyevedza nehupfumi muhupenyu hwepano pasi, imi Tenzi vedu, kuti vave vanobuditsa vanhu munzira yenyu. Imi Tenzi vedu! Paradzai hupfumi hwavo, nekuomesa moyo yavo, kuti vasave vanotenda kusara kwekuti vaona marwadzo akaomarara.”