Surah Yunus Verse 90 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunus۞وَجَٰوَزۡنَا بِبَنِيٓ إِسۡرَـٰٓءِيلَ ٱلۡبَحۡرَ فَأَتۡبَعَهُمۡ فِرۡعَوۡنُ وَجُنُودُهُۥ بَغۡيٗا وَعَدۡوًاۖ حَتَّىٰٓ إِذَآ أَدۡرَكَهُ ٱلۡغَرَقُ قَالَ ءَامَنتُ أَنَّهُۥ لَآ إِلَٰهَ إِلَّا ٱلَّذِيٓ ءَامَنَتۡ بِهِۦ بَنُوٓاْ إِسۡرَـٰٓءِيلَ وَأَنَا۠ مِنَ ٱلۡمُسۡلِمِينَ
Uye takava tinoita vana veIzrairi kuti vave vanodarika gungwa, uye Farawo nehondo yake akatevera ane kudzvinyirira neruvengo, kusvika apo paainyudzwa, akati: “Ndinotenda kuti hakuna umwe mwari kunze kweuyo anotendwa nevana veIzrairi, uye ndiri umwe wemaMuslim (avo vanozvipira kuna Allah).”