Surah Yunus Verse 92 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusفَٱلۡيَوۡمَ نُنَجِّيكَ بِبَدَنِكَ لِتَكُونَ لِمَنۡ خَلۡفَكَ ءَايَةٗۚ وَإِنَّ كَثِيرٗا مِّنَ ٱلنَّاسِ عَنۡ ءَايَٰتِنَا لَغَٰفِلُونَ
Nokudaro zuva ranhasi tichava tinobuditsa mutumbi wako (kubva mugungwa) kuti ugova chiratidzo cheavo (vachauya) mumashure mako! Uye zvirokwazvo, vanhu vazhinji havana hanya nezviratidzo zvedu