Surah Yunus Verse 98 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusفَلَوۡلَا كَانَتۡ قَرۡيَةٌ ءَامَنَتۡ فَنَفَعَهَآ إِيمَٰنُهَآ إِلَّا قَوۡمَ يُونُسَ لَمَّآ ءَامَنُواْ كَشَفۡنَا عَنۡهُمۡ عَذَابَ ٱلۡخِزۡيِ فِي ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَا وَمَتَّعۡنَٰهُمۡ إِلَىٰ حِينٖ
Kune here guta rakatenda (mushure mokuona marwadzo), uye kutenda kwaro (munguva iyoyo) kukaribatsira (kubva mumarwadzo)? (Mhinduro hapana), kunze kwevanhu vaJonah pavakatenda, takavabvisira marwadzo anonyadzisa muhupenyu wepanyika, uye tikavabvumidza kuti vafare kwenguva diki