Surah Al-Kafiroon - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
قُلۡ يَـٰٓأَيُّهَا ٱلۡكَٰفِرُونَ
Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “Imi vasingatendi (muna Allah, muhumwechete wavo, ngirozi dzavo, Mabhuku avo, vatumwa vavo, muzuva rekutongwa, uye kuti zvose zvinoitika nokuda kwavo (Allah)
Surah Al-Kafiroon, Verse 1
لَآ أَعۡبُدُ مَا تَعۡبُدُونَ
Ini handinamati izvo zvamunonamata
Surah Al-Kafiroon, Verse 2
وَلَآ أَنتُمۡ عَٰبِدُونَ مَآ أَعۡبُدُ
Uye imi hamunamati zvandinonamata
Surah Al-Kafiroon, Verse 3
وَلَآ أَنَا۠ عَابِدٞ مَّا عَبَدتُّمۡ
Uye ini handizombonamati zvamunonamata
Surah Al-Kafiroon, Verse 4
وَلَآ أَنتُمۡ عَٰبِدُونَ مَآ أَعۡبُدُ
Uye imi hamuzombonamati izvo zvandinonamata
Surah Al-Kafiroon, Verse 5
لَكُمۡ دِينُكُمۡ وَلِيَ دِينِ
Kwamuri mune chitendero chenyu, uye ini kwandiri ndine chitendero changu.”
Surah Al-Kafiroon, Verse 6