Surah Al-Ikhlas - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
قُلۡ هُوَ ٱللَّهُ أَحَدٌ
Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “NdiAllah, Vamwechete
Surah Al-Ikhlas, Verse 1
ٱللَّهُ ٱلصَّمَدُ
Allah vanodiwa nezvisikwa zvose (asi ivo hapana chavanoda)
Surah Al-Ikhlas, Verse 2
لَمۡ يَلِدۡ وَلَمۡ يُولَدۡ
Havabereki vana, kuti ivo havana kuberekwa
Surah Al-Ikhlas, Verse 3
وَلَمۡ يَكُن لَّهُۥ كُفُوًا أَحَدُۢ
Hakuna mumwe akafanana navo kana kuti kuenzaniswa navo.”
Surah Al-Ikhlas, Verse 4