Surah Maryam Verse 10 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamقَالَ رَبِّ ٱجۡعَل لِّيٓ ءَايَةٗۖ قَالَ ءَايَتُكَ أَلَّا تُكَلِّمَ ٱلنَّاسَ ثَلَٰثَ لَيَالٖ سَوِيّٗا
Zakariyya (Zakero) akave anoti: “Tenzi vangu! Nditaridzeiwo chiratidzo.” Ndokubva (Allah) vati: “Chiratidzo chako ndechekuti uchave unoregedza kutaura nevanhu kwehusiku hutatu, nyangwe hazvo pasina chinokanganisa muviri.”