وَحَنَانٗا مِّن لَّدُنَّا وَزَكَوٰةٗۖ وَكَانَ تَقِيّٗا
Uye takava tinomuita kuti ave munhu anerudo nevamwe (anonzwisisa) setsitsi kubva kwatiri, uye takava tinomuchenura kubva muzvivi (iye Johwani), uye aive munhu akarurama (anotya Allah)
Author: Abdullah J. M. Adini And Students