Surah Maryam Verse 21 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamقَالَ كَذَٰلِكِ قَالَ رَبُّكِ هُوَ عَلَيَّ هَيِّنٞۖ وَلِنَجۡعَلَهُۥٓ ءَايَةٗ لِّلنَّاسِ وَرَحۡمَةٗ مِّنَّاۚ وَكَانَ أَمۡرٗا مَّقۡضِيّٗا
(Ngirozi) yakati: “Nokudaro (zvichaitika). Tenzi vako vati: ‘Zvirinyore kwandiri (ini Allah). Uye tichamuita kuti ave chiratidzo kuvanhu uye setsitsi kubva kwatiri (Allah) zvekare, uye chiitiko chine chisungo kubva kuna Allah.’”