Surah Maryam Verse 23 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamفَأَجَآءَهَا ٱلۡمَخَاضُ إِلَىٰ جِذۡعِ ٱلنَّخۡلَةِ قَالَتۡ يَٰلَيۡتَنِي مِتُّ قَبۡلَ هَٰذَا وَكُنتُ نَسۡيٗا مَّنسِيّٗا
Naizvozvo marwadzo ekuzvara (pfumbo) akamutsveta pahunde yemuti wemadheti (michero inoita kunge nyii asi ikuru uye ichitapira zvikuru). (Mariya) ndokuti: “Ndakungura hangu ini, ndingadai ndakafa hangu ndisati ndawana izvi, uye ndakatokanganikwa ndisingaonekwi hangu!”