وَهُزِّيٓ إِلَيۡكِ بِجِذۡعِ ٱلنَّخۡلَةِ تُسَٰقِطۡ عَلَيۡكِ رُطَبٗا جَنِيّٗا
“Uye zunguza hunde yemuti wemadheti (michero yakafanana nenyii asi ikuru uye ichitapira zvikuru), uchaita kuti madheti akaibva adonhere kwauri.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students