وَجَعَلَنِي مُبَارَكًا أَيۡنَ مَا كُنتُ وَأَوۡصَٰنِي بِٱلصَّلَوٰةِ وَٱلزَّكَوٰةِ مَا دُمۡتُ حَيّٗا
“Uye (Allah) vandiita kuti ndive ndakakomborerwa pose pandiri, zvakare vandikurudzira kuita Swalaah (Munamato), nekupa Zakaah (Zvipo kuvarombo) kana ndichingori mupenyu.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students