Uye taura muBhuku (Qur’aan rino) nezvaIdrees (Inoki). Zvirokwazvo, aiva munhu (aifarira nokuita zvinhu) zvechokwadi (uye) ari muporofita
Author: Abdullah J. M. Adini And Students