يَرِثُنِي وَيَرِثُ مِنۡ ءَالِ يَعۡقُوبَۖ وَٱجۡعَلۡهُ رَبِّ رَضِيّٗا
“(Uyo) achandigara nhaka, uye achazogara nhaka (Ruzivo nehuporofita kwete mari) kubva mumhuri yaYa’qoob (Jakobho). Uye ivai munoita kuti (mwana uyu wandiri kukukumbirai) ave anokufadzai, (imi) Tenzi vangu!”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students