Surah Maryam Verse 64 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamوَمَا نَتَنَزَّلُ إِلَّا بِأَمۡرِ رَبِّكَۖ لَهُۥ مَا بَيۡنَ أَيۡدِينَا وَمَا خَلۡفَنَا وَمَا بَيۡنَ ذَٰلِكَۚ وَمَا كَانَ رَبُّكَ نَسِيّٗا
Uye isu (ngirozi) hatiburuke (kubva kumatenga tichiuya pasi) tisina chisungo chaTenzi vako (iwe Muhammad (SAW)). Zvose zviri pamberi pedu, shure kwedu nezviri pakati peizvozvo (pezviviri – mberi neshure) ndezva Allah (nyika yose nekumatenga kose ndekwaAllah); zvekare Tenzi vako (Allah) havana hanganwa (havakanganwi)