كَلَّاۚ سَيَكۡفُرُونَ بِعِبَادَتِهِمۡ وَيَكُونُونَ عَلَيۡهِمۡ ضِدًّا
Kwete! (Asi izvo zvanamwari zvimudhori zvacho) zvicharamba kunamatwa kwazvona navo, uye zvichave zvinovapikisa (kureva kuti vanhu vanonamata zvimwe zvinhu zvisiri Allah, zvinhu izvozvo zvichavaramba pazuva rokutongwa)
Author: Abdullah J. M. Adini And Students