فَلَا تَعۡجَلۡ عَلَيۡهِمۡۖ إِنَّمَا نَعُدُّ لَهُمۡ عَدّٗا
Naizvozvo usave unovakurumidzira, zvirokwazvo, tiri kuvaverengera verengo (yamazuva eraramo yepasi pano uye tononotsa nguva yavo yokurarama yatakavatarira yokurarama kuti vawedzere kutadza kwavo)
Author: Abdullah J. M. Adini And Students