وَقَالُواْ ٱتَّخَذَ ٱلرَّحۡمَٰنُ وَلَدٗا
Uye vanoti: “(Allah) vane Ngoni Zhinji vane mwanakomana (sezvinotaura maJudha kuti Uzair (Ezra) mwana waAllah, uye maKristu vanoti Jesu (Isa) mwana waAllah, uyezve vasingatendi kubva kumaArab vanoti Allah vane vana vasikana (ngirozi nevamwe)).”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students