Surah An-Noor Verse 11 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorإِنَّ ٱلَّذِينَ جَآءُو بِٱلۡإِفۡكِ عُصۡبَةٞ مِّنكُمۡۚ لَا تَحۡسَبُوهُ شَرّٗا لَّكُمۖ بَلۡ هُوَ خَيۡرٞ لَّكُمۡۚ لِكُلِّ ٱمۡرِيٕٖ مِّنۡهُم مَّا ٱكۡتَسَبَ مِنَ ٱلۡإِثۡمِۚ وَٱلَّذِي تَوَلَّىٰ كِبۡرَهُۥ مِنۡهُمۡ لَهُۥ عَذَابٌ عَظِيمٞ
Zvirokwazvo, avo vakauya nemanyepo (vachipomera Aishah (RA) mukadzi wamutumwa Muhammad (SAW)) iboka riri pakati penyu. Musafunge kuti zvakakuipirai, asi zvakakunakirai. Munhu wese pakati pavo ane zvaachawana kubva kuchivi. Uye uyo pakati pavo akaita chidimbu chikuru (mumanyepo Abdullah ibn Ubayy), achawana mutongo mukuru (marwadzo makuru)