لَّوۡلَا جَآءُو عَلَيۡهِ بِأَرۡبَعَةِ شُهَدَآءَۚ فَإِذۡ لَمۡ يَأۡتُواْ بِٱلشُّهَدَآءِ فَأُوْلَـٰٓئِكَ عِندَ ٱللَّهِ هُمُ ٱلۡكَٰذِبُونَ
Sei avo (vakanyepa) vasina kuuya nevapupuri vana (4)? Uye nokuti havana kuuya nevapupuri, zvino ndivo mumeso aAllah vanyepi
Author: Abdullah J. M. Adini And Students