Surah An-Noor Verse 15 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorإِذۡ تَلَقَّوۡنَهُۥ بِأَلۡسِنَتِكُمۡ وَتَقُولُونَ بِأَفۡوَاهِكُم مَّا لَيۡسَ لَكُم بِهِۦ عِلۡمٞ وَتَحۡسَبُونَهُۥ هَيِّنٗا وَهُوَ عِندَ ٱللَّهِ عَظِيمٞ
Makazvitambira (nekuzviparadzira) nerurimi rwenyu, uye mukazvitaura nemiromo yenyu izvo zvamange musina ruzivo nazvo, uye mukafunga kuti hazvina basa (hazvina kukosha), izvo zviri mumeso aAllah zvikuru