Surah An-Noor Verse 32 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorوَأَنكِحُواْ ٱلۡأَيَٰمَىٰ مِنكُمۡ وَٱلصَّـٰلِحِينَ مِنۡ عِبَادِكُمۡ وَإِمَآئِكُمۡۚ إِن يَكُونُواْ فُقَرَآءَ يُغۡنِهِمُ ٱللَّهُ مِن فَضۡلِهِۦۗ وَٱللَّهُ وَٰسِعٌ عَلِيمٞ
Uye ivai munoroodza avo vasina kuroora pakati penyu, uye avo vakatwasuka (mumabasa avo aAllah) pavaranda venyu vechirume nevechikadzi. Kana vachinge vari varombo, Allah vachavapfumisa kubva kunyasha dzavo. Uye Allah ndivo vanopa (zvisikwa zvose), uye vane ruzivo rwese