لِيَجۡزِيَهُمُ ٱللَّهُ أَحۡسَنَ مَا عَمِلُواْ وَيَزِيدَهُم مِّن فَضۡلِهِۦۗ وَٱللَّهُ يَرۡزُقُ مَن يَشَآءُ بِغَيۡرِ حِسَابٖ
Kuti Allah vavape mubairo zvichienderana neizvo zvavaiita, uye vovawedzera (makomborero) kubva kunyasha dzavo. Uye Allah vanopa raramo kune uyo wavanoda zvisina muero
Author: Abdullah J. M. Adini And Students