Surah An-Noor Verse 4 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorوَٱلَّذِينَ يَرۡمُونَ ٱلۡمُحۡصَنَٰتِ ثُمَّ لَمۡ يَأۡتُواْ بِأَرۡبَعَةِ شُهَدَآءَ فَٱجۡلِدُوهُمۡ ثَمَٰنِينَ جَلۡدَةٗ وَلَا تَقۡبَلُواْ لَهُمۡ شَهَٰدَةً أَبَدٗاۚ وَأُوْلَـٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡفَٰسِقُونَ
Uye avo vanopomera vakadzi vakatsiga (vakazvibata) hupombwe, uye vorega kuunza vapupuri vana (4) (wezvavari kutaura), varovei shamhu dzinokwana makumi masere (80), uye musave munotambira huchapupu zvakare kubva kwavari. Uye, ava ndivo vanhu vasingateereri (vanotadza)