Surah An-Noor Verse 43 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorأَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ يُزۡجِي سَحَابٗا ثُمَّ يُؤَلِّفُ بَيۡنَهُۥ ثُمَّ يَجۡعَلُهُۥ رُكَامٗا فَتَرَى ٱلۡوَدۡقَ يَخۡرُجُ مِنۡ خِلَٰلِهِۦ وَيُنَزِّلُ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مِن جِبَالٖ فِيهَا مِنۢ بَرَدٖ فَيُصِيبُ بِهِۦ مَن يَشَآءُ وَيَصۡرِفُهُۥ عَن مَّن يَشَآءُۖ يَكَادُ سَنَا بَرۡقِهِۦ يَذۡهَبُ بِٱلۡأَبۡصَٰرِ
Hauoni here kuti Allah vanofambisa makore zvishoma nezvishoma? Uye vanova vanomasanganisa zvakare, uye vanova vanomaturikidzanisa (vanoita kuti aite zvikomo), uye oona mvura (inonaya) ichibuda kubva maari (makore). Uye vanotumira kubva kudenga mumakomo ari mariri zvimvura mabwe, uye vanorova nazvo uyo wavanoda, uye vanozvidzivirira uyo wavanoda. Kupenya kwemheni yayo (yavo) kunopotso tora kuona (meso anodzima)