Surah An-Noor Verse 45 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorوَٱللَّهُ خَلَقَ كُلَّ دَآبَّةٖ مِّن مَّآءٖۖ فَمِنۡهُم مَّن يَمۡشِي عَلَىٰ بَطۡنِهِۦ وَمِنۡهُم مَّن يَمۡشِي عَلَىٰ رِجۡلَيۡنِ وَمِنۡهُم مَّن يَمۡشِي عَلَىٰٓ أَرۡبَعٖۚ يَخۡلُقُ ٱللَّهُ مَا يَشَآءُۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٞ
Allah vakasika chisikwa chose kubva kumvura. Uye pazviri (zvisikwa) kune izvo zvinofamba nedumbu (senyoka), uye izvo zvinofamba nemakumbo maviri (2), uye izvo zvinofamba nemakumbo mana (4). Allah vanosika izvo zvavanoda. Zvirokwazvo, Allah vane masimba pamusoro pezvinhu zvose (vanoita zvose)