Surah An-Noor Verse 51 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorإِنَّمَا كَانَ قَوۡلَ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ إِذَا دُعُوٓاْ إِلَى ٱللَّهِ وَرَسُولِهِۦ لِيَحۡكُمَ بَيۡنَهُمۡ أَن يَقُولُواْ سَمِعۡنَا وَأَطَعۡنَاۚ وَأُوْلَـٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡمُفۡلِحُونَ
Shoko rimwe chete revatendi kana vachinge vadanwa kuna Allah (mashoko avo) uye mutumwa wavo (SAW) kuti vave vanotonga pakati pavo, kutaura kuti: “Tinonzwa uye tinoteerera.” Uye ava ndivo vakabudirira (vachagara zvachose kuParadhiso)