Surah An-Noor Verse 64 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorأَلَآ إِنَّ لِلَّهِ مَا فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِۖ قَدۡ يَعۡلَمُ مَآ أَنتُمۡ عَلَيۡهِ وَيَوۡمَ يُرۡجَعُونَ إِلَيۡهِ فَيُنَبِّئُهُم بِمَا عَمِلُواْۗ وَٱللَّهُ بِكُلِّ شَيۡءٍ عَلِيمُۢ
Hazvibvunzwi, Allah ndivo vane humambo hwekudenga nepasi. Zvirokwazvo, vanotoziva apo pamumire, uye zuva iro ravachadzoserwa kwavari, uye vachavaudza izvo zvavaiita. Uye Allah vanoziva zvikuru zvinhu zvose