Imomo vachapanana mukombe (wewaini), uye pachange pasina mitauro yakaipa kana chitadzo (nekuti vanenge vane mvumo yekunwa kubva kunaAllah)
Author: Abdullah J. M. Adini And Students