وَٱصۡبِرۡ لِحُكۡمِ رَبِّكَ فَإِنَّكَ بِأَعۡيُنِنَاۖ وَسَبِّحۡ بِحَمۡدِ رَبِّكَ حِينَ تَقُومُ
Saka mirira uchitsungirira (Muhammad (SAW)) matongero aTenzi vako, nokuti zvirokwazvo iwe uri pasi pemaziso edu; uye rumbidza Tenzi vako kana wamuka kubva kuhope
Author: Abdullah J. M. Adini And Students