بَلۡ يُرِيدُ كُلُّ ٱمۡرِيٕٖ مِّنۡهُمۡ أَن يُؤۡتَىٰ صُحُفٗا مُّنَشَّرَةٗ
Asi mumwe nemumwe wavo anoda kuti apihwe mapeji (mashizha) akawaridzwa (achibva kuna Allah akanyorwa kunzi Islaam ndicho chitendero chechokwadi, uye Muhammad (SAW) auya nechokwadi kubva kuna Allah, Tenzi vematenga nenyika
Author: Abdullah J. M. Adini And Students