Surah Al-Muddathir Verse 56 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Muddathirوَمَا يَذۡكُرُونَ إِلَّآ أَن يَشَآءَ ٱللَّهُۚ هُوَ أَهۡلُ ٱلتَّقۡوَىٰ وَأَهۡلُ ٱلۡمَغۡفِرَةِ
Uye havatombotambira rairo kunze kwekuti Allah vada. Ivo (Allah) ndivo voga vanokodzera kityiwa nevanhu (uyezve kunamatwa, uye vanhu havafanire kuvasanganisa nezvimwe zvinhu pakuvanamata), uyezve ndivo voga vanoregerera zvitadzo