إِنَّهُۥ هُوَ يُبۡدِئُ وَيُعِيدُ
Zvirokwazvo, ndivo vanotanga (mutongo) uye vanodzokorora (mutongo pazuva rekutongwa). (Kana kuti ndivo vanotanga kusika zvinhu zvese, uye vachadzokorora kusika pazuva rekutongwa)
Author: Abdullah J. M. Adini And Students