الٓرۚ تِلۡكَ ءَايَٰتُ ٱلۡكِتَٰبِ ٱلۡحَكِيمِ
Alif – Laam – Raa. (Aya mavara ndemamwe ezvishamiso zviri muQur’aan, uye hakuna anoziva zvaanoreva kunze kwaAllah (voga)). Idzi ndidzo ndima dzemuBhuku (Qur’aan) rehungwaru
Author: Abdullah J. M. Adini And Students