Surah Yunus Verse 2 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusأَكَانَ لِلنَّاسِ عَجَبًا أَنۡ أَوۡحَيۡنَآ إِلَىٰ رَجُلٖ مِّنۡهُمۡ أَنۡ أَنذِرِ ٱلنَّاسَ وَبَشِّرِ ٱلَّذِينَ ءَامَنُوٓاْ أَنَّ لَهُمۡ قَدَمَ صِدۡقٍ عِندَ رَبِّهِمۡۗ قَالَ ٱلۡكَٰفِرُونَ إِنَّ هَٰذَا لَسَٰحِرٞ مُّبِينٌ
Zvishamiso here kuvanhu kuti takava tinotumira mashoko edu kumurume anobva pakati pavo (Muhammad (SAW) tichiti): “Yambira vanhu (nekuuya kwemarwadzo emoto (Gehena)), uye ipa mashoko akanaka kune vanotenda (muIslaam) kuti vachawana mubairo hwemabasa avo akanaka kuna Tenzi vavo?” (Asi) vasingatendi vanoti: “Zvirokwazvo, uyu muiiti wemapipi ari pachena.”