Surah Yunus Verse 21 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَإِذَآ أَذَقۡنَا ٱلنَّاسَ رَحۡمَةٗ مِّنۢ بَعۡدِ ضَرَّآءَ مَسَّتۡهُمۡ إِذَا لَهُم مَّكۡرٞ فِيٓ ءَايَاتِنَاۚ قُلِ ٱللَّهُ أَسۡرَعُ مَكۡرًاۚ إِنَّ رُسُلَنَا يَكۡتُبُونَ مَا تَمۡكُرُونَ
Uye kana tikaravidza vanhu tsitsi mushure mokunge matambudziko avawira, ngwarirai! vanova vanoronga kupikisa humboo hwedu! Iti: “Allah vanokasika mukuronga!” Zvirokwazvo, vatumwa vedu (ngirozi) vanonyora zvose zvamunoronga