Surah Yunus Verse 30 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusهُنَالِكَ تَبۡلُواْ كُلُّ نَفۡسٖ مَّآ أَسۡلَفَتۡۚ وَرُدُّوٓاْ إِلَى ٱللَّهِ مَوۡلَىٰهُمُ ٱلۡحَقِّۖ وَضَلَّ عَنۡهُم مَّا كَانُواْ يَفۡتَرُونَ
Ipapo munhu wese achaziva zvaakawana kumashure uye vachadzorerwa kuna Allah, Tenzi vavo vechokwadi, uye zvavaiwedzera zvenhema mukunamata zvichatsakatika kubva kwavari